Contact! +263 779 397 464
info@chishona.co.zw

RURIMI RWECHISHONA

About Editorial Team

This author has not yet filled in any details.
So far Editorial Team has created 6 blog entries.

Mishonga Yechivanhu Yepasichigare YomuZimbabwe

2020-05-23T06:56:13+00:00May 23rd, 2020|

Mishonga Yechivanhu Yepasichigare YomuZimbabwe – Zimbabwe Traditional Medicines 1) Shumha - the fruit is used to heal ring worms and skin diseases. Burn the extract and apply the affected part(s)2) Mukundanyoka - Extracted from the trunk, grind it so as to dry then crush it into powder. - Cures Malaria, [...]

Mhuka neVana Vadzo

2020-05-01T10:40:11+00:00April 19th, 2020|

Mhuka nevana vadzo Hwai - shere Gava - hambwana Inda - rakadzi Kamba - shasha Garwe - ganyamatope Tsuro - nhowa Shumba - handa Rwaivhi - mandishaya Hove - rereza Katsi - chidharimbo Shoko - maidei/shokorana Mbira - chiduwa Njiri - chinjerete Mvuu - handachibvuwa Bimha - tsvana Mbeva [...]

Ziva Mutauro Wenyu

2020-05-01T10:42:07+00:00April 19th, 2020|

Ziva Mutauro Wechishona ZIVAI MUTAURO WENYU ● Mwana wekutanga kuzvarwa mumhuri anonzi dangwe. ● Mwana wekupedzisira kuzvarwa mumhuri anonzi gotwe. ● Mwanakomana waMambo wekutanga kuzvarwa mumhuri anonzi nevanji. ● Mwanasikana waMambo (Murozvi) anonzi vaMoyo). ●Munda mutsva unonzi gombo. ● Tinorima nzungu nenyimo mutseu. ● Tinorima muriwo mubindu. ● Munda [...]

Mazita nemarudzi eNyoka

2020-04-20T11:15:48+00:00April 19th, 2020|

Mazita Nemarudzi eNyoka Some Snakes in Zimbabwe and their Shona Names Python - Shato Black Mamba - Rovambira (the black to the name is not for the skin colour but for the inside of the mouth) Black cobra - Mhungu Mozambican spitting cobra- Mhakure House snake - Dzvoti (non-poisonous [...]

Michero YeSango

2020-05-01T10:43:40+00:00April 19th, 2020|

Michero Yesango Nhengeni - Sour plum Matunduru - granite mangosteen Nhunguru - governor's plum Tsubvu - Smelly berry Masawu - Jujube (from India) Nyii - bird plum or African sweets Hacha - Mobola plum Matohwe - Snot Apple Matamba - African Monkey Oranges Tsombori - Wild grapes Hute - [...]

Tsumo DzeChishona

2020-05-01T10:45:06+00:00June 30th, 2017|

Tsumo DzeChishona 1. Aive madziva ava mazambuko. (What used to be hard is now simple. People that used to be great are now simple). 2. Akuruma nzeve ndewako. (Those that advise you are on your side). 3. Ane benzi ndeane rake, kudzana unopururudza. (When you know the bad traits of someone [...]